Accessibility links

Breaking News

VaParadzai Musinahama Vabva kuMt. Darwin Vachitsanangura Kuti Vakundikana Kutora Mari Itsva yeZiG kuBhanga Ravo Sezvo Yanzi Yapera


VaParadzai Musinahama Vabva kuMt. Darwin Vachitsanangura Kuti Vakundikana Kutora Mari Itsva yeZiG kuBhanga Ravo Sezvo Yanzi Yapera
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:30 0:00

Mumwe wevanhu vanga vachitarisira kubata mari itsva yatanga kushanda nhasi yeZiG, VaParadzai Musinahama vabva kuMt. Darwin mudunhu reMashonaland Central, vanoti havana kuzoita rombo rakanaka sezvo vaudzwa nebhanga ravo kuti mari iyi yapera vasati vabatsirwa. (Vhidhiyo naGodwin Mangudya)

XS
SM
MD
LG