LiveTalk
LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
LiveTalk: The Connection
-
Chivabvu 06, 2024
LiveTalk
-
Chivabvu 03, 2024
LiveTalk
-
Chivabvu 02, 2024
LiveTalk
-
Chivabvu 01, 2024
LiveTalk
-
Kubvumbi 30, 2024
LiveTalk: The Connection